2 Samuel 5:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akaziʋa kuti Jehova wakaŋga amusimbisa kuti aʋe mambo waIsraeri, ʋuye kuti wakaŋga akudza ʋushe bgake nokuɗa kwaʋanhu ʋake Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akaziva kuti Jehovha akanga amusimbisa samambo weIsraeri uye akanga asimudzira umambo hwake nokuda kwavanhu vake Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akazviona kuti Tenzi akanga aita kuti umambo hwake hwokwaIsiraeri hudzike midzi, uye kuti akanga asimudzira umambo hwake pamusana pavanhu vake vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akaziva kuti Jehovha wakanga amusimbisa kuti ave mambo waIsiraeri, uye kuti wakanga akudza ushe hwake nokuda kwavanhu vake Isiraeri.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akaziva kuti Jehovha wakanga amusimbisa kuti ave mambo waIsiraeri, uye kuti wakanga akudza ushe hwake nokuda kwavanhu vake Isiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akaziva kuti Jehovha akanga amusimbisa kuti ave mambo waIsiraeri, uye kuti wakanga akudza ushe hwake nokuda kwavanhu vake Isiraeri.