2 Samuel 5:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaFiristia ʋakati ʋacinzwa kuti Davidi wakaŋga azodzwa kuti aʋe mambo waʋaIsraeri, ʋaFiristia ʋose ʋakakwira kundotȿaka Davidi; Davidi akaɀinzwa, akaɓurukira kunhare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaFiristia vakati vanzwa kuti Dhavhidhi azodzwa kuti ave mambo weIsraeri, vakakwira vose kundomutsvaka, asi Dhavhidhi akazvinzwa ndokubva aburukira kunhare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFirisitia pavakanzwa kuti Dhavhidhi agadzwa umambo hwokwaIsiraeri, vaFirisitia vose vakaenda kundovhima Dhavhidhi, asi zvakasvika munzeve dzaDhavhidhi. Dhavhidhi akabva aenda kunzvimbo yokuzvidzivirira muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFirisitia vakati vachinzwa kuti Dhavhidhi wakanga azodzwa kuti ave mambo wavaIsiraeri, vaFirisitia vose vakakwira kundotsvaka Dhavhidhi; Dhavhidhi akazvinzwa, akaburukira kunhare.
Shona 2009?
Zvino vaFirisitia vakati vachinzwa kuti Dhavhidhi wakanga azodzwa kuti ave mambo wavaIsiraeri, vaFirisitia vose vakakwira kundotsvaka Dhavhidhi; Dhavhidhi akazvinzwa, akaburukira kunhare.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaFirisitia vakati vachinzwa kuti Dhavhidhi wakanga azodzwa kuti ave mambo waVaIsiraeri, vaFirisitia vose vakakwira kundotsvaka Dhavhidhi; Dhavhidhi akazvinzwa, akaburukira kunhare.