2 Samuel 5:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaFiristia ʋakaŋga ʋaȿika, ʋakapararira pamupata weRefaimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vaFiristia vakanga vauya vakapararira muMupata weRefaimu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFirisitia vakauya ndokuita zararira nebani revaRefaimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaFirisitia vakanga vasvika, vakapararira pamupata weRefaimu.
Shona 2009?
VaFirisitia vakanga vasvika, vakapararira pamupata weRefaimu.
Shona SUB 2002 Bible
VaFirisitia vakanga vasvika, vakapararira pamupata weRefaimu.