2 Samuel 5:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akabvunza Jehova, akati: Ndokwira kundorwa naʋaFiristia here? Mucaʋaisa mumaʋoko aŋgu here? Jehova akati kunaDavidi: Kwira, nokuti ɀirokwaɀo ndicaisa ʋaFiristia mumaʋoko ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akabvunza Jehovha akati, “Ndoenda here kundorwisa vaFiristia? Ko, muchavaisa mumaoko angu here?” Jehovha akamupindura akati, “Enda, nokuti zvirokwazvo ndichaisa vaFiristia mumaoko ako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akada kunzwa kuti Tenzi anotii nazvo, akati, “Ndoenda here kundorwisa vaFirisitia ava? Muchavaisa mumaoko angu here?” Tenzi akati kuna Dhavhidhi, “Enda zvako, nokuti zviri zvokuvaisa mumaoko ako, ndichavaisa mumaoko ako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akabvunza Jehovha, akati, “Ndokwira kundorwa navaFirisitia here? Muchavaisa mumaoko angu here?” Jehovha akati kuna Dhavhidhi, “Kwira, nokuti zvirokwazvo ndichaisa vaFirisitia mumaoko ako.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akabvunza Jehovha, akati, "Ndokwira kundorwa navaFirisitia here? Muchavaisa mumaoko angu here?" Jehovha akati kuna Dhavhidhi, "Kwira, nokuti zvirokwazvo ndichaisa vaFirisitia mumaoko ako."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akabvunza Jehovha, akati, “Ndokwira kundorwa navaFirisitia here? Muchavaisa mumaoko angu here?” Jehovha akati kuna Dhavhidhi, “Kwira, nokuti zvirokwazvo ndichaisa vaFirisitia mumaoko ako.”