2 Samuel 5:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati acibvunza Jehova, iye akati: Usakwira, asi upote shure kwaʋo, ugoʋaʋamba pakatarisana nemiti yemibarsami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
saka Dhavhidhi akabvunza Jehovha, iye akapindura akati, “Musakwira makavananga, asi potererai nokumashure kwavo ugovarwisa mberi kwemiti yemibharisamu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi paakada kunzwa kuti Tenzi anoti kudii nazvo, Mwari akati, “Rega kubva wananga pavari. Asi ita zvokuvanyangira neseri kwavo uvafute nokumiti yemibharisamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati achibvunza Jehovha, iye akati, “Usakwira, asi upote shure kwavo, ugovavamba pakatarisana nemiti yemimaribheri.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakati achibvunza Jehovha, iye akati, "Usakwira, asi upote shure kwavo, ugovavamba pakatarisana nemiti yemimaribheri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakati achibvunza Jehovha, iye akati, “Usakwira, asi upote shure kwavo, ugovavamba pakatarisana nemiti yemimaribheri.