2 Samuel 6:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Davidi akaramba kuisa areka yaJehova kwaari muguta raDavidi; asi Davidi wakaitsausira kumba kwaObedi‐edomi muGiti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haana kuda kutora areka yaJehovha kuti aende nayo kuGuta raDhavhidhi. Asi akaitsautsira kumba kwaObhedhi-Edhomu muGiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Dhavhidhi akaramba kuenda nebhokisi raTenzi rechitenderano kuGuta raDhavhidhi. Asi Dhavhidhi akatsaukira naro mumusha waObhedhiedhomu muGiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Dhavhidhi akaramba kuisa areka yaJehovha kwaari muguta raDhavhidhi; asi Dhavhidhi wakaitsautsira kumba kwaObhedhiEdhomu muGiti.
Shona 2009?
Naizvozvo Dhavhidhi akaramba kuisa areka yaJehovha kwaari muguta raDhavhidhi; asi Dhavhidhi wakaitsausira kumba kwaObhedhi-Edhomu muGiti.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Dhavhidhi akaramba kuisa areka yaJehovha kwaari muguta raDhavhidhi; asi Dhavhidhi wakaitsautsira kumba kwaObhedhiEdhomu muGiti.