2 Samuel 6:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati apedza kuɓayira ɀipiriso ɀinopiswa neɀipiriso ɀokuyananisa, akaropafadza ʋanhu nezita raJehova wehondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino akati apedza kubayira zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa, akaropafadza vanhu muzita raJehovha Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakapedza Dhavhidhi kupira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana akakomborera vanhu nezita raTenzi wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati apedza kubayira zvipiriso zvinopiswa nezvipirso zvokuyananisa, akaropafadza vanhu nezita raJehovha wehondo.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakati apedza kubayira zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa, akaropafadza vanhu nezita raJehovha wehondo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakati apedza kubayira zvipiriso zvinopiswa nezvipirso zvokuyananisa, akaropafadza vanhu nezita raJehovha wehondo.