2 Samuel 6:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaɀiɗukupisa kupfuʋura iɀoɀo, ndicaɀininipisa pacaŋgu; asi kana ʋari ʋarandakadzi ʋawareʋa, ndicakudzwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichazvideredza kupfuura izvi, uye ndichazvininipisa pachangu. Asi kana vari varandakadzi vawareva, ndichakudzwa navo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichatofumuka kwazvo kupfuura ipapa kuri kuzvidukupisa. Asi varanda vechikadzi vawareva ivavo, ndivo vacho vachandiremekedza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichazvidukupisa kupfuura izvozvo, ndichazvininipisa pachangu; asi kana vari varandakadzi vawareva, ndichakudzwa navo.”
Shona 2009?
"Ndichazvidukupisa kupfuura izvozvo, ndichazvininipisa pachangu; asi kana vari varandakadzi vawareva, ndichakudzwa navo."
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichazvidukupisa kupfuura izvozvo, ndichazvininipisa pachangu; asi kana vari varandakadzi vawareva, ndichakudzwa navo.”