2 Samuel 6:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mikari mukunda waSauro, wakaŋga asinaʋana kuȿikira zuʋa rokufa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mikari mwanasikana waSauro haana kubereka vana kusvikira pazuva rokufa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikari mukunda waSauro akadzamara kusvika pazuva rake rokufa asina mwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mikari mukunda waSauro, wakanga asina vana kusvikira zuva rokufa kwake.
Shona 2009?
Mikari mukunda waSauro, wakanga asina vana kusvikira zuva rokufa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Mikari mukunda waSauro, wakanga asina vana kusvikira zuva rokufa kwake.