2 Samuel 6:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaibvisa paimba yaAbinadabi, yakaŋga iri pacikomo, ineareka yaMŋari; Ahiyo akatuŋgamirira areka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
areka yaMwari iri pamusoro payo, uye Ahio akanga achifamba mberi kwayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaiva nebhoksi raMwari rechitenderano Ahio ndiye ainge akatungamirira mberi kwebhokisi rechitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaibvisa paimba yaAbhinadhabhu, yakanga iri pachikomo, ine areka yaMwari; Ahiyo akatungamirira areka.
Shona 2009?
Vakaibvisa paimba yaAbhinadhabhu, yakanga iri pachikomo, ine areka yaMwari; Ahiyo akatungamirira areka.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaibvisa paimba yaAbhinadhabhu, yakanga iri pachikomo, ine areka yaMwari; Ahiyo akatungamirira areka.