2 Samuel 6:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akaʋora mŋoyo nokuti Jehova wakaŋga aroʋa Uza, akatumidza nɀimbo iyo Perezi‐uza kuȿikira zuʋa ranhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akatsamwa nokuti Jehovha akanga atsamwira Uza, nokudaro kusvika zvino nzvimbo iyi inodaidzwa kuti Perezi Uza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuurayiwa kwakaitwa Uza naTenzi kwakashungurudza Dhavhidhi. Nzvimbo iyi inonzi Pereziuza nanhasi uno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akawora mwoyo nokuti Jehovha wakanga arova Uza, akatumidza nzvimbo iyo Pereziuza kusvikira zuva ranhasi.
Shona 2009?
Dhavhidhi akawora moyo nokuti Jehovha wakanga arova Uza, akatumidza nzvimbo iyo Pereziuza kusvikira zuva ranhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akawora mwoyo nokuti Jehovha akanga arova Uza, akatumidza nzvimbo iyo Pereziuza kusvikira zuva ranhasi.