2 Samuel 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatya Jehova zuʋa iro, akati: Ɀino areka yaJehova icaȿika seiko kwandiri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akatya Jehovha pazuva iri uye akati, “Zvino areka yaJehovha ichasvika seiko kwandiri?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musi iwoyu, Dhavhidhi akatya Tenzi akati, “Zvino bhokisi raTenzi rechitenderano, kwangu uku, ringasvike sei pakadai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatya Jehovha zuva iro, akati, “Zvino areka yaJehovha ichasvika seiko kwandiri?”
Shona 2009?
Dhavhidhi akatya Jehovha zuva iro, akati, "Zvino areka yaJehovha ichasvika seiko kwandiri?"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatya Jehovha zuva iro, akati, “Zvino areka yaJehovha ichasvika seiko kwandiri?”