2 Samuel 7:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo wakati agere mumba make, Jehova amuzorodza paʋaʋeŋgi ʋake ʋose ʋakaŋga ʋakamupoteredza,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo akati agara mumuzinda wake uye Jehovha amupa zororo kubva kuvavengi vake vose vaiva vakamupoteredza,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo paakanga zvino anyatsogarawo mumuzinda wake, Tenzi amupawo runyararo kuvavengi vake kumativi ose,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo wakati agere mumba make, Jehovha amuzorodza pavavengi vake vose vakanga vakamupoteredza,
Shona 2009?
Zvino mambo wakati agere mumba make, Jehovha amuzorodza pavavengi vake vose vakanga vakamupoteredza,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo wakati agere mumba make, Jehovha amuzorodza pavavengi vake vose vakanga vakamupoteredza,