2 Samuel 7:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicatarira ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri nɀimbo, ndicaʋasima, ʋagare panɀimbo yaʋo, ʋarege kubviswa ɀe; naʋakaipa haʋaŋgaʋatambudzi ɀe sapakutaŋga,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndichapa vanhu vangu vaIsraeri nzvimbo uye ndichavasima kuti vave nomusha wavo pachavo kuti vasazokanganiswazve. Vanhu vakaipa havachazovamanikidzizve, sezvavakaita pakutanga
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinotsvakira vanhu vangu vaIsiraeri pokugara, ndovasimapo kuti vagarewo pavo vasisambofuruswa, vaipi vasisambovatambudza sezvavaivaita kare
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichatarira vanhu vangu vaIsiraeri nzvimbo, ndichavasima, vagare panzvimbo yavo, varege kubviswazve; navakaipa havangavatambudzizve sapakutanga,
Shona 2009?
Ndichatarira vanhu vangu vaIsiraeri nzvimbo, ndichavasima, vagare panzvimbo yavo, varege kubviswazve; navakaipa havangavatambudzizve sapakutanga,
Shona SUB 2002 Bible
Ndichatarira vanhu vangu VaIsiraeri nzvimbo, ndichavasima, vagare panzvimbo yavo, varege kubviswazve; navakaipa havangavatambudzizve sapakutanga,