2 Samuel 7:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokubva pazuʋa randakaraira ʋatoŋgi kuti ʋaɓate ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri. Asi iwe ndicakuzorodza paʋaʋeŋgi ʋako ʋose. Ʋuye ɀe Jehova unokuʋudza kuti Jehova ucakumisira imba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nezvavakaita kubva panguva yandakagadza vatungamiri vavanhu vangu vaIsraeri. Ndichakuzorodzai kubva kuvavengi venyu vose. “ ‘Jehovha anoti kwauri Jehovha pachake achakumisira imba:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kubvira panguva yandaisarudzira vanhu vangu vaIsiraeri, vatongi. Ndichakupawo zororo kuvavengi vako vose. Uyewo Tenzi anoti kwauri iye Tenzi ndiye achatokuvakira imba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokubva pazuva randakaraira vatongi kuti vabate vanhu vangu vaIsiraeri. Asi iwe ndichakuzorodza pavavengi vako vose. Uyezve Jehovha unokuudza kuti Jehovha uchakumisira imba.
Shona 2009?
nokubva pazuva randakaraira vatongi kuti vabate vanhu vangu vaIsiraeri. Asi iwe ndichakuzorodza pavavengi vako vose. Uyezve Jehovha unokuudza kuti Jehovha uchakumisira imba.
Shona SUB 2002 Bible
nokubva pazuva randakaraira vatongi kuti vabate vanhu vangu VaIsiraeri. Asi iwe ndichakuzorodza pavavengi vako vose. Uyezve Jehovha unokuudza kuti Jehovha uchakumisira imba.