2 Samuel 7:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ŋguʋa yako yaȿika, iwe ukaʋata namadziɓaɓa ako, ndicamutsa mumŋe worudzi rwako ucakuteʋera, ucaɓuɗa muʋura mako, ndikasimbisa ʋushe bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana mazuva ako akwana uye wazorora namadzibaba ako, ndichamutsa mwana wako kuti atore ushe hwako, achabuda mauri, uye ndichasimbisa ushe hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazuva ako akange akwana, wafa waendawo kwakaenda vamwe kumadzibaba ako, ndichamutsa mushure mako mumwe mwana wako wauchabereka iyewe pachako. Ndichaita kuti umambo hwake hudzike midzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana nguva yako yasvika, iwe ukavata namadzibaba ako, ndichamutsa mumwe worudzi rwako uchakutevera, uchabuda muhura mako, ndikasimbisa ushe hwake.
Shona 2009?
Kana nguva yako yasvika, iwe ukavata namadzibaba ako, ndichamutsa mumwe worudzi rwako uchakutevera, uchabuda muura mako, ndikasimbisa ushe hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana nguva yako yasvika, iwe ukavata namadzibaba ako, ndichamutsa mumwe worudzi rwako uchakutevera, uchabuda muhura mako, ndikasimbisa ushe hwake.