2 Samuel 7:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndicaʋa ɓaɓa ʋake, naiye ucaʋa mŋanakomana waŋgu; kana akazoita ɀakaipa, ndicamuraŋga neshamhu yaʋanhu, ʋuye nokurobga kwaʋana ʋaʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini ndichava baba vake, iye achava mwana wangu. Kana akakanganisa, ini ndichamuranga neshamhu yavanhu, uye nokurangwa kunoitwa navanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndichange ndiri baba kwaari, iyewo ari mwana kwandiri. Kana akaita zvakaipa, ndichamutumira shamhu yavanhu yokumuranga achidakarirwa kurohwa navanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndichava baba vake, naiye uchava mwanakomana wangu; kana akazoita zvakaipa, ndichamuranga neshamhu yavanhu, uye nokurohwa kwavana vavanhu;
Shona 2009?
Ini ndichava baba vake, naiye uchava mwanakomana wangu; kana akazoita zvakaipa, ndichamuranga neshamhu yavanhu, uye nokurohwa kwavana vavanhu;
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndichava baba vake, naiye uchava mwanakomana wangu; kana akazoita zvakaipa, ndichamuranga neshamhu yavanhu, uye nokurohwa kwavana vavanhu;