2 Samuel 7:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi cinhu ici cakaŋga cici ciɗuku pamberi penyu, Jehova Mŋari, asi makataura ʋo pamsoro peimba yomuranda wenyu kuȿikira paŋguʋa huru inozoʋuya; asi iyi ndiyo tsika yaʋanhu, Jehova Mŋari!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve sezvinonzi izvi hazvina kukwana pamberi penyu, nhai Ishe Jehovha, mataurazve nezveramangwana reimba yomuranda wenyu. Nhai Ishe Jehovha Mwari, izvi ndizvo zvamunogara muchiitira vanhu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokunge izvozvi zvisina kukwana kwamuri imi Tenzi Mwari; masvika pokutotaura nezvichazoitika mangwana, namangwana ayo kumhuri yeni muranda wenyu. Ndiwo maitiro enyu here iwaya kuvanhu, nhai Tenzi Mwari?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi chinhu ichi chakanga chiri chiduku pamberi penyu, Jehovha Mwari, asi makataurawo pamusoro peimba yomuranda wenyu kusvikira panguva huru inozouya; asi iyi ndiyo tsika yavanhu, Jehovha Mwari!
Shona 2009?
"Asi chinhu ichi chakanga chiri chiduku pamberi penyu, Jehovha Mwari, asi makataurawo pamusoro peimba yomuranda wenyu kusvikira panguva huru inozouya; asi iyi ndiyo tsika yavanhu, Jehovha Mwari!
Shona SUB 2002 Bible
“Asi chinhu ichi chakanga chiri chiduku pamberi penyu, Jehovha Mwari, asi makataurawo pamusoro peimba yomuranda wenyu kusvikira panguva huru inozouya; asi iyi ndiyo tsika yavanhu, Jehovha Mwari!