2 Samuel 7:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mambo akati kumuprofita Natani: Ɀino tarira, ini ndigere muimba yomusidari, asi areka yaMŋari igere pakati pemiceka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati kuna Natani muprofita, “Tarira ndiri pano ndigere mumuzinda wakavakwa nemisidhari, asi areka yaMwari igere mutende.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akataurira muporofita Natani kuti, “Tarisai muone ini ndachidai kugara mumba yakashongedzwa nomusidhari asi uku bhokisi raMwari rechitenderano rakangoti njo mutendhe zvamo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mambo akati kumuporofita Natani, “Zvino tarira, ini ndigere muimba yomusidhari, asi areka yaMwari igere pakati pemicheka.”
Shona 2009?
mambo akati kumuporofita Natani, "Zvino tarira, ini ndigere muimba yomusidhari, asi areka yaMwari igere pakati pemicheka."
Shona SUB 2002 Bible
mambo akati kumuporofita Natani, “Zvino tarira, ini ndigere muimba yomusidhari, asi areka yaMwari igere pakati pemicheka.”