2 Samuel 7:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko Davidi uŋgareʋei ɀe kwamuri? Nokuti munoziʋa henyu muranda wenyu, Jehova Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, Dhavhidhi angareveizve kwamuri? Nokuti munoziva muranda wenyu, Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pakadai apa, ko ini Dhavhidhi chii chimwewo chandingataure kwamuri? Munondiziva wani ini muranda wenyu imi Tenzi wangu Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko Dhavhidhi ungareveizve kwamuri? Nokuti munoziva henyu muranda wenyu, Jehovha Mwari.
Shona 2009?
Ko Dhavhidhi ungareveizve kwamuri? Nokuti munoziva henyu muranda wenyu, Jehovha Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ko Dhavhidhi ungareveizve kwamuri? Nokuti munoziva henyu muranda wenyu, Jehovha Mwari.