2 Samuel 7:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kweshoko renyu, ʋuye seɀamakafuŋga mumŋoyo menyu, makaita ɀinhu iɀi ɀikuru ɀose, kuɀiziʋisa muranda wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kweshoko renyu uye maererano nokuda kwenyu, maita chinhu ichi chikuru uye machizivisa kumuranda wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chido chenyu zvenyu kuti muite chinhu chikuru chakadai uye kuti muzvizivisewo kuneni muranda wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuda kweshoko renyu, uye sezvamakafunga mumwoyo menyu, makaita zvinhu izvi zvikuru zvose, kuzvizivisa muranda wenyu.
Shona 2009?
"Nokuda kweshoko renyu, uye sezvamakafunga mumoyo menyu, makaita zvinhu izvi zvikuru zvose, kuzvizivisa muranda wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuda kweshoko renyu, uye sezvamakafunga mumwoyo menyu, makaita zvinhu izvi zvikuru zvose, kuzvizivisa muranda wenyu.