2 Samuel 7:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo muri mukuru, Jehova Mŋari, nokuti hakunomumŋe wakafanana nemi, hakunomumŋe Mŋari kunze kwenyu, seɀatakanzwa ɀose nenzeʋe dzeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa muri mukuru, imi Ishe Jehovha! Hakuna mumwe akafanana nemi, uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu, sezvatakanzwa nenzeve dzedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo muri mukuru mukuru chaiye imi Tenzi Mwari nokuti hakuna angamboenzaniswe nemi uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu imi maererano nezvose zvatakanzwa nenzeve dzedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo muri mukuru, Jehovha Mwari, nokuti hakuna mumwe wakafanana nemi, hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu, sezvatakanzwa zvose nenzeve dzedu.
Shona 2009?
Naizvozvo muri mukuru, Jehovha Mwari, nokuti hakuna mumwe wakafanana nemi, hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu, sezvatakanzwa zvose nenzeve dzedu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo muri mukuru, Jehovha Mwari, nokuti hakuna mumwe wakafanana nemi, hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu, sezvatakanzwa zvose nenzeve dzedu.