2 Samuel 7:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukaɀisimbisira ʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri, kuti ʋaʋe ʋanhu ʋenyu nokusiŋgaperi; imi Jehova mukaʋa Mŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makasimbisa vanhu venyu vaIsraeri kuti vave venyu nokusingaperi, uye imi, Jehovha, mava Mwari wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Makaitawo kuti vaIsiraeri vave vanhu venyu chaivo nokusingaperi imiwo Tenzi muchiva Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mukazvisimbisira vanhu venyu vaIsiraeri, kuti vave vanhu venyu nokusingaperi; imi Jehovha mukava Mwari wavo.
Shona 2009?
"Mukazvisimbisira vanhu venyu vaIsiraeri, kuti vave vanhu venyu nokusingaperi; imwi Jehovha mukava Mwari wavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Mukazvisimbisira vanhu venyu VaIsiraeri, kuti vave vanhu venyu nokusingaperi; imi Jehovha mukava Mwari wavo.