2 Samuel 7:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zita renyu ŋgarikudzwe nokusiŋgaperi, ɀicinzi: Jehova wehondo ndiMŋari waIsraeri; imba yomuranda wenyu Davidi icasimbiswa pamberi penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti zita renyu rikudzwe nokusingaperi. Zvino vanhu vachati, ‘Jehovha Wamasimba Ose ndiye Mwari weIsraeri!’ Zvino imba yomuranda wenyu Dhavhidhi ichasimbiswa pamberi penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti zita renyu riende mbiri nokusingaperi zvichinzi, ‘Tenzi wehondo nehondo ndiye Mwari weIsiraeri;’ uye imba yangu ini Dhavhidhi muranda wenyu imire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zita renyu ngarikudzwe nokusingaperi, zvichinzi, ‘Jehovha wehondo ndiMwari waIsiraeri;’ imba yomuranda wenyu Dhavhidhi ichasimbiswa pamberi penyu.
Shona 2009?
Zita renyu ngarikudzwe nokusingaperi, zvichinzi, `Jehovha wehondo ndiMwari waIsiraeri;' imba yomuranda wenyu Dhavhidhi ichasimbiswa pamberi penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zita renyu ngarikudzwe nokusingaperi, zvichinzi, ‘Jehovha wehondo ndiMwari waIsiraeri;’ imba yomuranda wenyu Dhavhidhi ichasimbiswa pamberi penyu.