2 Samuel 7:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Natani akati kunamambo: Endai, muite henyu ɀose ɀiri mumŋoyo menyu, nokuti Jehova unemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Natani akapindura mambo akati, “Endai mberi muite zvose zvamunazvo mupfungwa dzenyu, nokuti Jehovha anemi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Natani akati kuna mambo, “Endai zvenyu muite zvose zviri mumwoyo menyu nokuti Tenzi anemi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Natani akati kuna mambo, “Endai, muite henyu zvose zviri mumwoyo menyu, nokuti Jehovha anemi.”
Shona 2009?
Natani akati kuna mambo, "Endai, muite henyu zvose zviri mumoyo menyu, nokuti Jehovha anemi."
Shona SUB 2002 Bible
Natani akati kuna mambo, “Endai, muite henyu zvose zviri mumwoyo menyu, nokuti Jehovha anemi.”