2 Samuel 7:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enda undoʋudza muranda waŋgu Davidi, uti: Ɀanzi naJehova: Iwe ucandiʋakira imba mandiŋgagara here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Enda undoudza muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Ndiwe here ungandivakira imba yandingagara?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Enda utaurire muranda wangu Dhavhidhi kuti zvanzi naTenzi, ndiwe here ungandivakire imba yokugara?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Enda undoudza muranda wangu Dhavhidhi, uti, ‘Zvanzi naJehovha: Iwe uchandivakira imba mandingagara here?’
Shona 2009?
"Enda undoudza muranda wangu Dhavhidhi, uti, `Zvanzi naJehovha: Iwe uchandivakira imba mandingagara here?'
Shona SUB 2002 Bible
“Enda undoudza muranda wangu Dhavhidhi, uti, ‘Zvanzi naJehovha: Iwe uchandivakira imba mandingagara here?’