2 Samuel 7:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino, unofanira kuti kumuranda waŋgu Davidi: Ɀanzi naJehova wehondo: Ndakakutora kumafuro, kwawakaŋga ucifudza makwai, kuti uʋe muɓati waʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo zvino, udza muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: Ndakakutora kubva kumafuro kwawaifudza makwai kuti uve mutongi wavanhu vangu vaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chienda utaurire muranda wangu Dhavhidhi kuti zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ndakakutora kumafuro kwawaifudza zvipfuwoka iwe kuti uve ishe wavanhu vangu, vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino, unofanira kuti kumuranda wangu Dhavhidhi, Zvanzi naJehovha wehondo, “Ndakakutora kumafuro, kwawakanga uchifudza makwai, kuti uve mubati wavanhu vangu vaIsiraeri;
Shona 2009?
Naizvozvo zvino, unofanira kuti kumuranda wangu Dhavhidhi, Zvanzi naJehovha wehondo, "Ndakakutora kumafuro, kwawakanga uchifudza makwai, kuti uve mubati wavanhu vangu vaIsiraeri;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino, unofanira kuti kumuranda wangu Dhavhidhi, Zvanzi naJehovha wehondo, “Ndakakutora kumafuro, kwawakanga uchifudza makwai, kuti uve mubati wavanhu vangu VaIsiraeri;