2 Samuel 8:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kwaiɀoɀo Davidi wakarwa naʋaFiristia akaʋakunda; Davidi akatorera ʋaFiristia cikuriri comuzinda waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokufamba kwenguva, Dhavhidhi akakunda vaFiristia uye vakava pasi pake, uye akatora Metegi Ama kubva mumaoko avaFiristia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gare gare Dhavhidhi akakurira vaFirisitia akavaisa pasi pake, akatorera vaFirisitia Metehagama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwaizvozvo Dhavhidhi wakarwa navaFirisitia akavakunda; Dhavhidhi akatorera vaFirisitia chikuriri chomuzinda wavo.
Shona 2009?
Zvino shure kwaizvozvo Dhavhidhi wakarwa navaFirisitia akavakunda; Dhavhidhi akatorera vaFirisitia chikuriri chomuzinda wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwaizvozvo Dhavhidhi wakarwa navaFirisitia akavakunda; Dhavhidhi akatorera vaFirisitia chikuriri chomuzinda wavo.