2 Samuel 8:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Toi akatuma mŋanakomana wake Jorami kunamambo Davidi kumukwazisa nokumukorokotedza, pamsoro pokurwa kwake naHadadezeri nokumukunda, nokuti Hadadezeri wairwa naToi. Jorami akaʋuya nemidziyo yesirveri, nemidziyo yendarama, nemidziyo yendarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akatuma mwanakomana wake Joramu kuna Mambo Dhavhidhi kundomukwazisa nokumukorokotedza pamusoro pokukunda kwaakanga aita Hadhadhezeri pakurwa, uye akanga amborwisana naTou. Joramu akauya nemidziyo yesirivha neyegoridhe neyendarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Toi akatuma mwanakomana wake Joramu kuna Mambo Dhavhidhi kundomukwazisa nokumukorokotedza nokuti akanga arwisa Hadhadhiezeru akamukurira. Chaivapo ndechokuti Hadhadhiezeru aigarorwisana naToi. Joramu uyu akauya nezvinhu zvesirivha nendarama nendarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Toi akatuma mwanakomana wake Joramu kuna mambo Dhavhidhi kumukwazisa nokumukorokotedza, pamusoro pokurwa kwake naHadhadhezeri wairwa naToi. Joramu akauya nemidziyo yesirivha, nemidziyo yendarama, nemidziyo yendarira.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible