2 Samuel 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neyiyi ʋo mambo Davidi wakaitsaurira Jehova, pamŋe cete nesirveri nendarama yaakamutsaurira, yakabva kundudzi dzose dzaakaŋga akunda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Dhavidhi akakumikidza midziyo iyi kuna Jehovha, sezvaakanga aita nesirivha negoridhe yakanga yabva kundudzi dzose dzaakanga akunda dzinoti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Dhavhidhi akatsaurirawo zvinhu izvozvi kupira kuna Tenzi pamwechete nesirivha nendarama yaakatsaurira kupira kuna Mwari yabva kunyika dzose dzaakakurira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neyiyiwo mambo Dhavhidhi wakaitsaurira Jehovha, pamwechete nesirivha nendarama yaakamutsaurira, yakabva kundudzi dzose dzaakanga akunda;
Shona 2009?
Neyiyiwo mambo Dhavhidhi wakaitsaurira Jehovha, pamwechete nesirivha nendarama yaakamutsaurira, yakabva kundudzi dzose dzaakanga akunda;
Shona SUB 2002 Bible
Neyiyiwo mambo Dhavhidhi wakaitsaurira Jehovha, pamwechete nesirivha nendarama yaakamutsaurira, yakabva kundudzi dzose dzaakanga akunda;