2 Samuel 8:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuʋaSiria, naʋaMoabi, naʋana ʋaAmoni, naʋaFiristia, naʋaAmareki, neɀakaŋga ɀatapxa kunaHadadezeri mŋanakomana waRehobi, mambo weZoba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Edhomu neMoabhu, vaAmoni navaFiristia, neAmareki. Akakumikidzazve zvaakanga apamba kubva kuna Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhi, mambo weZobha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
dzinoti: Edhomu neMoabhu nevaAmoni nevaFirisitia neAmareki neyepazvinhu zvakapambwa zvaHadhadhiezeru mwanakomana waRehobhu mambo wokuZobha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuvaSiria, navaMoabhu, navana vaAmoni, navaFirisitia, navaAmareki, nezvakanga zvatapwa kuna Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhu, mambo weZobha.
Shona 2009?
kuvaSiria, navaMoabhu, navana vaAmoni, navaFirisitia, navaAmareki, nezvakanga zvatapwa kuna Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhu, mambo weZobha.
Shona SUB 2002 Bible
kuvaSiria, navaMoabhu, navana vaAmoni, navaFirisitia, navaAmareki, nezvakanga zvatapwa kuna Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhu, mambo weZobha.