2 Samuel 8:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi mŋanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mŋanakomana waAhirudi waiʋa sahwira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu mwanakomana waZeruya aiva mukuru wehondo; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi aiva muchengeti wemidziyo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Joabhu mwanakomana waZeruya ainge ari mutungamiriri wehondo, Jehoshafati mwanakomana waAhirudhu ariye samunyori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira;
Shona 2009?
Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira;
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira;