2 Samuel 8:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zadoki mŋanakomana waAhitubi, naAhimereki mŋanakomana waAbiatari, ʋaiʋa ʋaprista, naSeraya waiʋa munyori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zadhoki mwanakomana waAhitubhi naAhimereki mwanakomana waAbhiatari vaiva vaprista; Seraya aiva munyori;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zadhoki mwanakomana waAhitubhu naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari ndovaiva vapristi, Seraya ari munyori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zadhoki mwanakomana waAhitubhi, naAhimereki mwanakomana waAbhiatari, vaiva vapristi, naSeraya waiva munyori.
Shona 2009?
Zadhoki mwanakomana waAhitubhi, naAhimereki mwanakomana waAbhiatari, vaiva vaprista, naSeraya waiva munyori.
Shona SUB 2002 Bible
Zadhoki mwanakomana waAhitubhi, naAhimereki mwanakomana waAbhiatari, vaiva vapristi, naSeraya waiva munyori.