2 Samuel 8:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akakunda ʋo Hadadezeri mŋanakomana waRehobi, mambo weZoba, pakuenda kwake kundotora ʋushe bgake paRwizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paizvozvo, Dhavhidhi akarwisa Hadhadhezari mwanakomana waRehobhi, mambo weZobha, paakaenda kundotorazve nyika yaiva mujinga morwizi Yufuratesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akakurirawo Hadhadhiezeri, mwanakomana waRehobhu mambo wokuZobha paakanga achienda kundorwisa nyika yokuna Yufuratesi kuti idzokere mumaoko ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akakundawo Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhu, mambo weZhobha, pakuenda kwake kundotora ushe hwake paRwizi.
Shona 2009?
Dhavhidhi akakundawo Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhu, mambo weZhobha, pakuenda kwake kundotora ushe hwake paRwizi.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akakundawo Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhu, mambo weZhobha, pakuenda kwake kundotora ushe hwake paRwizi.