2 Samuel 8:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Toi mambo weHamati wakati anzwa kuti Davidi wakaŋga aparadza hondo yose yaHadadezeri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Tou mambo weHamati akati anzwa kuti Dhavhidhi akanga akunda hondo yose yaHadhadhezeri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Toi paakanzwa kuti Dhavhidhi akakurira hondo yose yaHadhadhiezeru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Toi mambo weHamati wakati anzwa kuti Dhavhidhi wakanga aparadza hondo yose yaHadhadhezeri,
Shona 2009?
Zvino Toi mambo weHamati wakati anzwa kuti Dhavhidhi wakanga aparadza hondo yose yaHadhadhezeri,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Toi mambo weHamati wakati anzwa kuti Dhavhidhi wakanga aparadza hondo yose yaHadhadhezeri,