2 Samuel 9:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati: Kucinomumŋe wakasara weimba yaSauro, wandiŋgaitira ɀakanaka nokuɗa kwaJonatani here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akabvunza akati, “Ko, kuchine mumwe akasara here weimba yaSauro wandingaitira tsitsi nokuda kwaJonatani?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati, “Kuchino mumwe here wemba yokwaSauro achiripo wandingaitire mwoyochena pamusana paJonatani?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati, “Kuchinomumwe wakasara weimba yaSauro, wandingaitira zvakanaka nokuda kwaJonatani here?”
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakati, "Kuchinomumwe wakasara weimba yaSauro, wandingaitira zvakanaka nokuda kwaJonatani here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakati, “Kuchinomumwe wakasara weimba yaSauro, wandingaitira zvakanaka nokuda kwaJonatani here?”