2 Samuel 9:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Ziba akati kunamambo: Muranda wenyu ucaita ɀose ɀinorairwa muranda wenyu nashe waŋgu mambo. Mambo akati: Kana ari Mefibosheti, iye ucaramba acidya patafura yaŋgu, somumŋe waʋanakomana ʋamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Zibha akati kuna mambo, “Muranda wenyu achaita zvose zvamunomurayira kuti aite imi, ishe wangu namambo. Naizvozvo Mefibhosheti akadya patafura yaDhavhidhi somumwe wavanakomana vamambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zibha akati kuna mambo, “Changamire mambo, zvose zvamati ini muranda wenyu ndiite ndozvandichaita.” Nokudaro Mefibhosheti akazenge ava kudya pamwechete naDhavhidhi pateburu yake sezvakangoitawo mumwe mwanakomana wamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Zibha akati kuna mambo, “Muranda wenyu uchaita zvose zvinorairwa muranda wenyu nashe wangu mambo.” Mambo akati, “Kana ari Mefibhosheti, iye ucharamba achidya patafura yangu, somumwe wavanakomana vamambo.”
Shona 2009?
Ipapo Zibha akati kuna mambo, "Muranda wenyu uchaita zvose zvinorairwa muranda wenyu nashe wangu mambo." Mambo akati, "Kana ari Mefibhosheti, iye ucharamba achidya patafura yangu, somumwe wavanakomana vamambo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Zibha akati kuna mambo, “Muranda wenyu uchaita zvose zvinorairwa muranda wenyu nashe wangu mambo.” Mambo akati, “Kana ari Mefibhosheti, iye ucharamba achidya patafura yangu, somumwe wavanakomana vamambo.”