2 Samuel 9:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mefibosheti waiʋa nomŋanakomana muɗuku, wainzi Mika. Ʋuye ʋose ʋakaŋga ʋagere mumba maZiba ʋaiʋa ʋaranda ʋaMefibosheti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mefibhosheti akanga ane mwanakomana mudiki ainzi Mika, uye vose veimba yaZibha vakanga vari varanda vaMefibhosheti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mefibhosheti aiva nomwana muduku mukomana ainzi Mika. Vose vaigara mumusha waZibha vakabva vava varanda vaMefibhosheti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mefibhosheti waiva nomwanakomana muduku, wainzi Mika. Uye vose vakanga vagere mumba maZibha vaiva varanda vaMefibhosheti.
Shona 2009?
Zvino Mefibhosheti waiva nomwanakomana muduku, wainzi Mika. Uye vose vakanga vagere mumba maZibha vaiva varanda vaMefibhosheti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mefibhosheti waiva nomwanakomana muduku, wainzi Mika. Uye vose vakanga vagere mumba maZibha vaiva varanda vaMefibhosheti.