2 Samuel 9:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Mefibosheti wakagara Jerusarema, nokuti waigara acidya patafura yamambo; wakaŋga akaremara tsoka dzake dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mefibhosheti akagara muJerusarema nokuti aigara achidya patafura yamambo, uye akanga akaremara tsoka dzake dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Mefibhosheti akagara muJerusaremu nokuti ainge achidya pamwechete namambo pateburu yake. Izvozvo akanga akaremara makumbo ake ose ari maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Mefibhosheti wakagara Jerusaremu, nokuti waigara achidya patafura yamambo; wakanga akaremara tsoka dzake dzose.
Shona 2009?
Naizvozvo Mefibhosheti wakagara Jerusaremu, nokuti waigara achidya patafura yamambo; wakanga akaremara tsoka dzake dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Mefibhosheti wakagara Jerusaremu, nokuti waigara achidya patafura yamambo; wakanga akaremara tsoka dzake dzose.