2 Samuel 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kucinomuranda weimba yaSauro wainzi Ziba, ʋakamuɗanira kunaDavidi; mambo akati kwaari: Ndiwe Ziba here? Iye akati: Muranda wenyu ndiye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kwakanga kuno muranda weimba yaSauro ainzi Zibha. Vakamudana kuti auye kuna Dhavhidhi, mambo akati kwaari, “Ndiwe Zibha here?” Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kwakanga kuno mumwe muranda weimba yaSauro ainzi Zibha, vakamudaidza kuti auye kuna Dhavhidhi. Mambo akamubvunza kuti, “Ndiwe Zibha here? Iye akati, ‘Ndiye uno muranda wenyu changamire.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kuchinomuranda weimba yaSauro wainzi Zibha, vakamudanira kuna Dhavhidhi; mambo akati kwaari, “Ndiwe Zibha here?” Iye akati, “Muranda wenyu ndiye.”
Shona 2009?
Zvino kwakanga kuchinomuranda weimba yaSauro wainzi Zibha, vakamudanira kuna Dhavhidhi; mambo akati kwaari, "Ndiwe Zibha here?" Iye akati, "Muranda wenyu ndiye."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kuchinomuranda weimba yaSauro wainzi Zibha, vakamudanira kuna Dhavhidhi; mambo akati kwaari, “Ndiwe Zibha here?” Iye akati, “Muranda wenyu ndiye.”