2 Samuel 9:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kwaari: Uripi? Ziba akati kunamambo: Tarirai, uri kumba kwaMakiri mŋanakomana waAmieri paRo‐debari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akabvunza akati, “Aripiko?” Zibha akapindura akati, “Ari kuimba yaMakiri mwanakomana waAmieri kuRo Dhebhari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Dhavhidhi ndokubva ati kwaari, “Zvino ari kupiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kwaari, “Uripi?” Zibha akati kuna mambo, “Tarirai, uri kumba kwaMakiri mwanakomana waAmieri paRhodhebhari.”
Shona 2009?
Mambo akati kwaari, "Uripi?" Zibha akati kuna mambo, "Tarirai, uri kumba kwaMakiri mwanakomana waAmieri paRhodhebhari."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kwaari, “Uripi?” Zibha akati kuna mambo, “Tarirai, uri kumba kwaMakiri mwanakomana waAmieri paRhodhebhari.”