2 Samuel 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo Davidi akatuma nhume kundomutora kumba kwaMakiri mŋanakomana waAmieri paRo‐debari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mambo Dhavhidhi akarayira kuti andotorwa kubva kuRo Dhebhari, pamba paMakiri mwanakomana waAmieri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zibha ndokuti kuna mambo, “Ari kuRodhebhari, kumba kwaMakiri, mwanakomana waAmieri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo Dhavhidhi akatuma nhume kundomutora kumba kwaMakiri mwanakomana waAmieri paRhodhebhari.
Shona 2009?
Ipapo mambo Dhavhidhi akatuma nhume kundomutora kumba kwaMakiri mwanakomana waAmieri paRhodhebhari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo Dhavhidhi akatuma nhume kundomutora kumba kwaMakiri mwanakomana waAmieri paRhodhebhari.