2 Samuel 9:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Mefibosheti mŋanakomana waJonatani, mŋanakomana waSauro, akaȿika kunaDavidi, akawira pasi neciso cake, akamufugamira. Davidi akati: Mefibosheti! Iye akapindura, akati: Tarirai muranda wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro akati asvika kuna Dhavhidhi, akawira pasi nechiso chake kuti aratidze rukudzo. Dhavhidhi akati, “Mefibhosheti!” Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mefibhosheti, mwanakomana waJonatani mwana waSauro, akauya kuna Dhavhidhi akasvikomugwadamira achimuremekedza. Dhavhidhi akati, “Mefibhosheti,” Iye akati, “Ndini muranda wenyu changamire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro, akasvika kuna Dhavhidhi, akawira pasi nechiso chake, akamupfugamira. Dhavhidhi akati, “Mefibhosheti!” Iye akapindura akati, “Tarirai muranda wenyu.”
Shona 2009?
Naizvozvo Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro, akasvika kuna Dhavhidhi, akawira pasi nechiso chake, akamupfugamira. Dhavhidhi akati, "Mefibhosheti!" Iye akapindura akati, "Tarirai muranda wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro, akasvika kuna Dhavhidhi, akawira pasi nechiso chake, akamupfugamira. Dhavhidhi akati, “Mefibhosheti!” Iye akapindura akati, “Tarirai muranda wenyu.”