2 Thessalonians 2:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tinokumbira kwamuri, hama dzaŋgu, pamsoro pokuʋuya kwaShe weɗu Jesu Kristu, nokuʋuŋgana kweɗu kwaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvokuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu uye nokuungana kwedu kwaari, tinokukumbirai, hama,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panyaya yezvokuuya kwaTenzi wedu Jesu Kristu nezvekuungana kwatichaita tichimuchingura, tinokukumbirai hama
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tinokumbira kwamuri, hama dzangu, pamusoro pokuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu, nokuungana kwedu kwaari;
Shona 2009?
Zvino tinokumbira kwamuri, hama dzangu, pamusoro pokuvuya kwaShe wedu Jesu Kristu, nokuvungana kwedu kwaari;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tinokumbira kwamuri, hama dzangu, pamusoro pokuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu, nokuungana kwedu kwaari;