2 Thessalonians 2:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka Mŋari unoʋatumira simba rokukaŋganisa, kuti ʋatende nhema,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwaizvozvi, Mwari anovatumira mweya une simba wokunyengera kuti vatende nhema
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Mwari anovatumira zvinovabata kumeso kuti vatende zvenhema
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka Mwari anovatumira simba rokukanganisa, kuti vatende nhema,
Shona 2009?
Saka Mwari unovatumira simba rokukanganisa, kuti vatende nhema,
Shona SUB 2002 Bible
Saka Mwari anovatumira simba rokukanganisa, kuti vatende nhema,