2 Thessalonians 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋose ʋasina‐kutenda ɀokwaɗi, asi ʋakafarira ɀisakarurama, ʋatoŋgwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kuti vose vagotongwa, avo vasina kutenda chokwadi, asi vakafarira zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti vose vapihwe mhosva vasina kutenda chokwadi vachifarira zvisina kururama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vose vasina kutenda chokwadi, asi vakafarira zvisakarurama, vatongwe.
Shona 2009?
kuti vose vasina kutenda chokwadi, asi vakafarira zvisakarurama, vatongwe.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vose vasina kutenda chokwadi, asi vakafarira zvisakarurama, vatongwe.