2 Thessalonians 2:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuraŋgariri here kuti, ndiciri kwamuri, ndakakuʋudzai iɀoɀi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamurangariri here kuti pandaiva nemi ndaisikuudzai zvinhu izvi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamurangariri here kuti pandakanga ndichinemi ndakakutaurirai izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamurangariri here kuti, ndichiri kwamuri, ndakakuudzai izvozvi?
Shona 2009?
Hamurangariri here kuti ndichiri kwamuri, ndakakuvudzai izvozvi?
Shona SUB 2002 Bible
Hamurangariri here kuti, ndichiri kwamuri, ndakakuudzai izvozvi?