2 Thessalonians 2:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munoziʋa cinodziʋisa, kuti aratidzwe neŋguʋa yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye iye zvino munoziva chinomudzivisa, kuti aratidzwe nenguva yakafanira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi munoziva kuti pane chimwe chiri kurambidza kuti izvi zviitike zvino kuti aratidzwe panguva yake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munoziva chinodzivisa, kuti aratidzwe nenguva yake.
Shona 2009?
Zvino munoziva chinodzivisa, kuti aratidzwe nenguva yake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munoziva chinodzivisa, kuti aratidzwe nenguva yake.