2 Thessalonians 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti cakaʋanzika cokusarurama cotoɓate‐ɓasa raco; asi ɀicaitwa ɓedzi kuȿikira iye unodziʋisa ɀino acibviswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti chakavanzika chesimba rokutsauka chotoshanda basa; asi uyo anomudzivisa zvino acharamba achiita izvozvo kusvikira iye abviswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti chakavanzika chiya chisina mutemo chavakutoshanda asi uyo arikumbodzivirira — dzivirira achamboita kusvikira abviswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti chakavanzika chokusarurama chotobata basa racho; asi zvichaitwa bedzi kusvikira iye anodzivisa zvino achibviswa.
Shona 2009?
Nokuti chakavanzika chokusarurama chotobate-basa racho; asi zvichaitwachetekusvikira iye unodzivisa zvino achibviswa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti chakavanzika chokusarurama chotobata basa racho; asi zvichaitwa bedzi kusvikira iye anodzivisa zvino achibviswa.