2 Thessalonians 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo iye usakarurama ucaʋonekwa, iye ucaʋurawa naShe Jesu nomŋeya womuromo wake, aciparadza nokuʋonekwa kwokuʋuya kwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ipapo munhu wokutsauka achazoratidzwa, uyo achaparadzwa naIshe Jesu nokufema kwomuromo wake, achimuparadza nokubwinya kwokuuya kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo asina mutemo uya achaburitswa pachena. Tenzi Jesu achamuuraya nezwi rimwechete romuromo wake achimuparadza nokuzviratidza kwake uye nokuuya kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo iye asakarurama achaonekwa, iye achaurawa naIshe Jesu nomweya womuromo wake, achiparadza nokuonekwa kwokuuya kwake;
Shona 2009?
Ipapo iye usakarurama uchavonekwa, iye uchavurawa naShe Jesu nomweya womuromo wake, achiparadza nokuvonekwa kokuvuya kwake;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo iye asakarurama achaonekwa, iye achaurayiwa naIshe Jesu nomweya womuromo wake, achiparadza nokuonekwa kwokuuya kwake;